KwaunobvaDuramazwiTtambudza

Duramazwi

tambudza

terrorize · torment · torture · afflict

Zvinoreva

Kana munhu akatambudza mumwe anenge amuitira zvinhu zvinomushusha mumoyo, zvinoita kuti asagara zvakanaka.

1

Kana munhu akatambudza mumwe anenge amuitira zvinhu zvinomushusha mumoyo, zvinoita kuti asagara zvakanaka.

Chinhu chekutanga chatitambudza muzvikoro umu inyaya yemari dzave kudiwa nezvikoro kuti zvidzidzo zvedu zvifambire mberi.

Kana chinhu chichinzi chinopunza musoro chinenge chichitambudza munhu mupfungwa.

Kana pamusha pakafarukana vanhu varipo vanenge vachifara, vasina zvinovatambudza.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word