KwaunobvaDuramazwiFfurufusha

Duramazwi

furufusha

harass

Zvinoreva

Kufurufusha mumwe munhu kuramba u-chimuitira zvinhu zvinomusvota kana kumushaisa mufaro.

1

Kufurufusha mumwe munhu kuramba u-chimuitira zvinhu zvinomusvota kana kumushaisa mufaro.

Kufurufusha mumwe munhu kuramba u-chimuitira zvinhu zvinomusvota kana kumushaisa mufaro.

Uyu munhu anosvikokanganisa kana kufurufusha vanhu panzvimbo pavanga vari pasina chinetso.

Kana munhu achinzi mvangamakomwe anongoita basa rokufurufusha vanhu vanenge vakazvigarira mumaraini.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furufutika

Kufurufutika kuzununguka zvishoma kunoita munhu akarara kana ava kupinduka.

Verenga

Swipe for the next word