Duramazwi · zita
Zvinoreva
Furu rudzi rwehonye chena inowanzowanikwa pachinhu chakaora.
Furu ijira dete rakapfava rinenge rakasonererwa nechomukati mechipfeko.
Kuti furu kubvisa mashizha pagwere uchikurumidza.
Mhepo inobuda panyumbe dzemombe kana dzimwe mhuka.

Mabhachi ane furu mukati anodhura kupinda asina.

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03furufusha
harass
VerengaSwipe for the next word