KwaunobvaDuramazwiJjinda

Duramazwi · zita

jinda

chieftain · knight · nobleman

Zvinoreva

Jinda rudzi rwehonye inowanikwa panyama yakaora.

Jinda iguru kota ramambo.

1

Jinda ravaHera!" Tambaoga akagara pachigaro chake chamazuva ose ndokubva aisa maoko.

Mushure mechinguva Jinda riya rakasimukazve rikati mushonga wengozi kuripa.Vamwe vanhu vakazobvumirana naro.

2

Zvakafanana

gotsi

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jinga

Jinga kumucheto kwerwizi, dziva kana dhamhu.

Verenga

Swipe for the next word