Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jinga kumucheto kwerwizi, dziva kana dhamhu.
1
Jinga kumucheto kwerwizi, dziva kana dhamhu.
Jinga ndepanotangira gomo kukwira richienda mudenga.
Jinga kumucheto kwerwizi, dziva kana dhamhu.
Zimbe remoto rakavarika rikasvikopisa imbwa yakanga yakavata mujinga memoto.
2
Jinga ndepanotangira gomo kukwira richienda mudenga.
Zvakafanana
mahombekombe · udukudza · gwandi · bandanda
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03Jini
Jini rudzi rwejira rakasimba rinokwanisa kusoneswa zvakaita sematirauzi, majaketi kana makepesi.
VerengaSwipe for the next word