KwaunobvaDuramazwiGgwandi

Duramazwi

gwandi

Zvinoreva

Inzwi rekusviba kweuso.

1

Inzwi rekusviba kweuso.

Mangwandi inzvimbo yakazara matombo, kazhinji inenge iri murwizi.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwanga

Gwanga ishiri ine muromo wakakombera mukati, nemanhenga anoyevedza akasvibira, uye inokwanisa kugara navanhu.

Verenga

Swipe for the next word