KwaunobvaDuramazwiGgwanan'wana

Duramazwi

gwanan'wana

gwene'wene

Zvinoreva

Kana hembe yakati gwanan'wana inenge ine ruvara rwakatsvuka zvakajeka zvikuru.

1

Kana hembe yakati gwanan'wana inenge ine ruvara rwakatsvuka zvakajeka zvikuru.

Kana hembe yakati gwanan'wana inenge ine ruvara rwakatsvuka zvakajeka zvikuru.

Kuti gwanan'wana kuva napauso pakajeka munhu asina hope.

Kana munhu kana mhuka ichinzi yakati gwanan'wana inenge yakamuka. Unofunga kuti akakotsira iye akati gwanan'wana uyu.

Zvakafanana

gwene'wene

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwanda

Gwanda itsoka yakakura chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word