KwaunobvaDuramazwiGgwamba

Duramazwi · zita

gwamba

-kokoma

Zvinoreva

Gwamba inzvimbo inenge iine ruvara rwayo yega pachinhu. Mhuka iyi yakanga iri nhema asi iine gwamba jena pahuro.

Kana mafuta agwamba anenge akora, ava kunamuka uye kuomarara. Namo ikapindwa nemhepo inokurumidza kugwamba.

1

Minwe yake yakaenda kumusana ndokunzwa kunamira kweropa rakanga ratogwamba zvaro.

Iyi imvura yakagwamba kuita chando inenge ichinaya yakaita tutsanga tunozonyungudika.

2

Zvakafanana

-kokoma

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwamu

Gwamu zigwande rinokwaturwa pamuti.

Verenga

Swipe for the next word