KwaunobvaDuramazwiGgwamura

Duramazwi

gwamura

Zvinoreva

Kuzarura kana kukwatura nesimba.

1

Kuzarura kana kukwatura nesimba.

Kugwamura kuzarura nechisimba, sezvinoita chinhu chinenge chichimboramba kuvhurika.

Kugwamura kubvisa gwande romuti guru. Mukoko wenyuchi unoita zvokugwamurwa.

Mugwamura kamuti kanogona kureba mamita matatu, kanoita mudzi wakaita sembambaira nemaruva mapfumbu uye vana vakaita nhokwara.

2

Kugwamura kuzarura nechisimba, sezvinoita chinhu chinenge chichimboramba kuvhurika.

3

Kugwamura kubvisa gwande romuti guru. Mukoko wenyuchi unoita zvokugwamurwa.

4

Kugwamura kurova nembama zvakasimba.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwanan'wana

Kana hembe yakati gwanan'wana inenge ine ruvara rwakatsvuka zvakajeka zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word