KwaunobvaDuramazwiGgwanda

Duramazwi · zita

gwanda

-chokocha

Zvinoreva

Gwanda itsoka yakakura chaizvo.

Kugwanda kutora nzira pfupi uchisiya refu pakuenda pane imwe nzvimbo kana kuita rimwe basa.

Gwanda ihembe yechirume ina maoko mapfupi, kana kuti yakatodimburwa maoko acho.

1

Chagwanda muriwo wemuboora unenge wakarohwa nechando uri pana mai vawo.

2

3

Kugwanda makasi kubvisa mamwe apamusoro mushure mokuachokocha, kuti ari mudariro achitanga kuachovha kuonekwe anohwina.

4

Gwanda ihembe yechirume ina maoko mapfupi, kana kuti yakatodimburwa maoko acho.

Gwanda ihembe yechirume ina maoko mapfupi, kana kuti yakatodimburwa maoko acho.

Kugwanda kutora nzira pfupi uchisiya refu pakuenda pane imwe nzvimbo kana kuita rimwe basa.

Mugwanda mashizha omunhangatanga anobikwa somurivo wokudyisa sadza.

Zvakafanana

-chokocha

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwandangwa

Gwandangwa inzara huru kwazvo. Munyika muno muchava negwandangwa rekuti vanhu vachapedzisira vodya midzi.

Verenga

Swipe for the next word