KwaunobvaDuramazwiGgwamu

Duramazwi · zita

gwamu

gwande

Zvinoreva

Gwamu zigwande rinokwaturwa pamuti.

Kana munhu akanzi gwamu anenge arohwa mbama yakasimba.

1

Kuti ngwamu kurova munhu kumeso kana mumusoro.

2

Zvakafanana

gwande

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwamura

Kuzarura kana kukwatura nesimba.

Verenga

Swipe for the next word