KwaunobvaDuramazwiS

Duramazwi

Mazwi ane S.

1183 Shona headwords beginning with S, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa5

SIyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi esi, inowanikwa pakati...saKuti sa kumwaya zvakaita semunyu kana ivhu pane chimwe...sa-aIri izwi rinoshandiswa kudaidzira kuimbwa dzako kuti...sabaKana munhu achisaba anenge achizeza kuita zvimwe zvinhu.sabatasabbaticalsabhabhasuburbsabhuSabhu munhu anopinzwa mumutambo mushure moku-nge mumwe...sabhujekitisubject (in school)sabhukuSabhuku munhu anotungamirira misha inenge iri muraini...sabhuraKusabhura kubvisa munhu ari mumutambo uchiisa mumwe...sabvuKuti sabvu kurova munhu zvine simba uchishandisa gokora...sabvuraKusabvura kurova zvine simba uchishandisa bendekete, gumbo...sachigarochairmansadaguKuti sadagu kuva neimwe nhengo yakapfuurira mberi kudarika...sadagukaKana munhu achifamba akasadaguka, anenge akatungamidza...sadairaKusadaira kufamba munhu akatungamidza dumbu mberi.sadakaSadaka mafaro anosanganisira kudya nekunwa kwawanda.sadamaKuti sadama kuva nemusoro wakarerekera kumashure, dumbu...sadamaraKusadamara kumira wakabudisa chifuva kunze.sadhararaKusadharara kushandisa simba uchitsigira, kusimudza kana...sadhibhiSadhibhi munhu anochengetedza dhibhi nokudhibbhisa mombe.sadunhuSadunhu mutungamiri wemisha yakawanda, anenge ari pasi...saduraKusadura kuita kuti chinhu chakatwasanuka chikombame.SadzaCelestesafayasapphiresafesecuresafuriSafuri chishongo chendarira chinopfekwa mugumbo.sagasacksagiBhegi hombe rinoshandiswa kutakura mbeu kana zvinhu...sahasawsahokoSahoko munhu mukuru ane musha.sahomweSahomwe munhu anochengeta mari yesangano kana kuti...sahwaMunhu anokwanisa kudya zvinhu nenzira yekuzunza neshaya.sahwirachroniclersaiKuti sai kuregera zvinhu zvawanga wakambochengetedza...sai sai [zai zai]Kuti sai sai kuzvimba zvakanyanya kwenhengo yemuviri.saidhiraKusaidhira munhu kuenda kudivi rake zvekuratidza kuti une...saidzaKusaidza kuita ruzha runonyangadza munzeve.saidzirashovesaidzira [-sairira]Kusundidzira.saimbahouseholdersainaKana uchisaina unenge uchinyora zita rako pabepa...sainziscienceSaipurasicyprussairaSaira mucheka wepurasitiki mukobvu usingapindi mvura kana...sairejiSaireji kudya kunopiwa zvipfuwo, kunogadzirwa ne-majanga...sairinisirensairiraKusundira chinhu mberi nenzira yekuchiita nemasimba.sairiranaKusundidzirana.saisaiKuyerera kwemvura pagungwa ichienda nekudzoka.saizisizesaizvozvoaccordinglysajeniSergeantsajeni mejaMune zvechipurisa, sajeni meja munhu ane nyembe yechitatu...sakahencesaka sakaKuti saka saka kunaya zvishoma zvishoma uye zvinyoronyoro...sakabuyaSakabuya ishiri ine besu refu.sakabvuraKusakabvura kurova munhu negumbo achiwira pasi.sakadzaKusakadza kuita kuti chinhu chive chisharu.sakadzwaKuve wakasakara nenzira yekushandiswa.sakaomeSakaome muchero unokura zviri pakati nepakati...sakaraKana chinhu chasakara chinenge chava chisharu.sakaramendeIchi chikomborero chaunopiwa nomupurisite kana nomubhishopu.sakatiraSakatira isumbu rezvinhu zviri pamwe chete.sakatireSakatire ibarwe rinomera kubva mune rimwe, kana ivhu riine...sakazaKusakaza kutaura nenzira inonakidza vanhu.sakiBhegi hombe (rimwe zita resagi).sakidziraKusakidzira kukusvidzira imbwa kuti dzitandanise kana...sakisaKukonzera.sakisoSakiso mamiriro ezvinhu anokonzera kuitika kwezvimwewo...sakodzeraunfitsakuraSakura ibasa rokubvisa sora mumunda muchishandisa mapadza...sakuriraKana uchisakurira mbesa kana muriwo, unenge uchibvisa...sakuroKana vanhu vachiti vane sakuro vanenge vachireva kuti...sakuwanaSakuwana munhu anenge ari wokutanga kuona chimwe chinhu.saladhisaladsamanisisummonsSamanyangaSamanyanga chidao chevaera Nzou chinoratidza kudada kwavo...SaManyikaSaManyika munhu wose anobva kunzvimbo dzekumabvazuva...samareSamare izwi rinotaridza mherevedzo yechiito, kunyanya...sambaSamba mukana unosonerwa panhumbi, maunogona kuisa mari...sambarafutaMhando yemuti une mafuta nesimba.sambasiMhando yemubhedha.sambiraKushambira mumvura.sambureniSambureni mudziyo wakaita dendenedzi, unoshandiswa...sambureraChinhu chekudzivirira mvura kana zuva (amburera).samendecementsamhuKuti samhu kukura kwechinhu nokukurumidza.samhukaKana mwana asamhuka anenge akura zvishoma.samhukeKana mwana achinzi ati samhuke anenge akura zvishoma, asi...samukaKusimuka pabasa kana panzvimbo.samukadziSamukadzi ndivatete vakuru vomudzimai womurume akaroora.samunyoriSamunyori munhu ane chinzvimbo chokunyora zvataurwa kana...samusaSamusa inyama yakagayiwa, yakabikwa ine mhiripiri...samwoyochenaUyu munhu anoitira vanhu zvakanaka, kazhinji nemhosva...sanaKupedza kana kusvika pamhedzisiro.sananguraKududzira chinhu zvakajeka kuti chinzwisisike.sandairiraKufambisa muviri zvakaoma kuitira basa.sandakiSandaki rudzi rweshangu kana masanduro anogadzirwa...sandangaSengende.sandaraKuti sandara kuenzana kunenge kwakaita pasi kana pamwewo.sandarikaKana chinhu chichinzi chakasandarika chinenge chaenzana...sandawanaSandawana kapuka kanofungidzirwa kuti ndiko kanoshandiswa...sandiSandi izwi rokuramba rinoshandiswa kupikisa.sandohammersandu [shandu]Kuti sandu kushandura zvawanga uchitaura kana kuita.sandudzaKusandudza kuchinja divi rakarara nechinhu.sanduka [-shanduka]Kusanduka kupindura mamiriro kana maitiro.sanduraKusandura kuchinja mamiriro, maonekerwo kana maitirwo...sandurosangaSanga idutu revanhu raungana panhu pamwe kuzoita musangano.sanganaencountersanganidzaKusanganidza kukaruka waona chimwe chinhu pawanga...sanganisablendsanganisirainclusivesanganisoSanganiso ivhu ra-kakanyiwa rokudzudzurisa madziro.sanganodenominationsangojunglesangwejisandwichsanhaKana munhu achisanha anenge achishandisa badza kana sanhu...sanhuKuti sanhu kurova munhu negokora kana negumbo.sanhuraKusanhura kupfura chinhu negumbo zvakasimba.sano-Ichi chivakapakati chinomirira chiitomwana kusana...sanyikaSanyika munhu anotonga dunhu, ari pasi paishe mu-kuru.sanyurasanzuSanzu idavi romuti kana kuti muti wakaita mudoko unenge...sapaMutsapa.sapamberiSapamberi munhu anotungamirira vamwe kusvika panzvimbo.sapotaKuriritira.sapotiKana munhu achipa mumwe munhu sapoti, anenge achimupa...sapukaKusapuka kunzwa kuda kurutsa.saraSarahsara-araKana zvinhu zvakati sara-ara zvinenge zvakaenzana-enzana...Sara mushegoodbyesarabenziSarabenzi munhu kana chinhu chinoraudzira mushure mokunge...saradhisaladsarairemainsaramusiSaramusi chiitiko chinoshamisa, chisina tsananguro iri...sareSiya munzvimbo kana pachinhu.sarendasurrendersariSari kanyama kanomera pachigaramanhenga chehuku, kanoti...sariraKana munhu achinzi asarira, anenge ava kumashure pane...saririraKuitika kana kubudirira kwezvinhu iwe usipo.sarisaKukonzera kuti chimwe chinhu chasara chiwedzere kuderera.saro-Ichi chivakapakati chinomirira chiito kusara, chinoratidza...saruKutumidza mhando yezvinhu vakatsaurwa.sarudzachoosesarudzoappointmentsarufasulphursarunganoSarungano munhu anotaura rungano kuvatereri.saruniSaruni inzvimbo inoendwa nevanhu vanoda kugadzirwa vhudzi.sarupusalutesaruradiscriminatesaruraudeUku kuwanda kwezvinhu, zvokuti chose chaunenge uchida...sarutsaKusarutsa kuchengetedza zvikohwiwa zvegore iroro rose.sasaKushambadzira kana kuparadzira mashoko zvakanyanya.sasaidzaKusasaidza kumwayamwaya zvinhu pamusoro pechimwe chinhu.sasaikaKusasaika kudonha kwezvingabva mudenga, zvichiwira panhu...sasamuKuti sasamu kugumha mashizha akaoma kubva pamapazi avo.sasamukaKusasamuka kudonha kunoita mashizha akawanda achibva...sasamuraKuzunza muviri kana mbatya kuti madhaka kana guruva rimuke.sasanaevaporatesasautsaKusasautsa kuita kuti mumwe munhu kana mhuka inzwe nzara.sasavaraKusasavara kumira wakaburitsa chipfuva nedumbu kumberi.sasikaKusasika kuisa nyama kana zvimwewo padyo nemoto kana...sasikamuKana munhu achinzi isasikamu anenge akaita zungairwa...sasiraKusasira kudzvinyirira nokushaisa vanhu zvinhu zvavane...sasukaKusasuka kuvhura maziso sezvinoita munhu asina kukotsira...SataniSatani ingirozi yainzi yaiva yaMwari, ikapanduka...satellitisatellitessauSau muchero wakatenderera, unotsvukuruka kana waibva...saukainsolventsautisaltsavasiSavasi ivhu dzvuku rinonamira panhumbi, uye rinotsvedza...saveIchi chibatanidzo chinoreva kuti ndizvo zvakonzera kuitika...sayenzisciencessayinziSayinzi ruzivo rwechokwadi chinogona kuwanikwa kana...sazawaniSazawani izita rinoshandiswa nemuroora kureva baba...sazitaSazita munhu ane zita rakafanana nerako, uye ari wemhuri...screenplayscreenplayselikeseakafuridzirwacanonSebhiyaserbiasecheroSechero kabhegi kadiki kane mabhande okuti munhu anogona...sedhuroSedhuro chigaro chinogara munhu akatasva bhasikoro kana...sefafilterseiaffectsejarisurgerysekaderideseka-sekaKuseka-seka kudzokorora kusekera nechepasi pasi...seka [-tseka, -sheka]Kana uchiseka unenge uchiburitsa ruzha wafadzwa nechimwe...sekasicircussekedzaKudakadza.sekedzanaKusekedzana kuva pamwepo muchifara mose muchiita nyaya.sekenekaKusekeneka kuregedzeka kunoita badza kana demo riri...sekeniSekeni izwi rinotaridza chiito chinotora nhambo shomanene.sekenyedzaticklesekeraKusekera kuramba uchitevererana nomunhu, zvokuti haudi...sekera godoKana munhu achisekera godo anenge achiseka nenzira inenge...sekereraKunyemwerera.sekerowhiskersekesacomicalsekeseraKusekesera kuchema kunoita huku inokandira mazai.seketeSekete idendere reshiri rakavakwa neuswa kana zvimiti.seketeraSeketera ibundu rinoita panenge parumwa nemago kana...sekiritarisecretarysekisheniSekisheni chikamu chechimwe chinhu.sekondariSekondari idanho redzidzo rinoindwa nemunhu anenge apedza...sekondiSekondi chidimbu chenguva chimwe chete kubva pazvidimbu...sekuKuti seku seku kumhanya kwemhuka kana kwemunhu ane muviri...sekunge [sokunge]Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvinhu zvakafanana.sekurugrandfathersekurwanaSekurwana munin'ina wasekuru, baba vomubereki anenge ari...sekuti [sokuti]Iri izwi rinoshandiswa pakupa mufananidzo kana muenzaniso...sekwa naMwariKana mumhu achiti ndakasekwa naMwari anenge achitaura kuti...sekweSekwe idhadha romudondo, rinogara murwizi.semaallergicsemauraSemaura ishiri yakakura zviri pakati nepakati...sembaKunyangira.semburaaggravatesemendeSemende chigadzirwa chakada kuita sedota, chinoti...semesaZvinhu zvinosemesa zvinhu zvinoita kuti unzwe kuda kurutsa...semisemisemuKuti semu kupatsanura bandi kubva pane rimwe.semuenzanisoIri izwi rinoshandiswa kutaridza kuti zvichataurwa pamberi...semukadziSemukadzi ihanzvadzi yababa.semuraKana uchisemura sadza unenge uchibvisa hwada yapamusoro.SenaSena chidao chevaera Moyo zvikuru vakadzi vanorumbidzwa...sendaKusenda kubvisa ganda, zvikuru rechirimwa chimbishi...sendamaKuzembera pamadziro kana pamuti.sendekaKusendeka kuita kuti chimwe chinhu chimire, kana kuti...sendekedzaKana munhu akasendekedza bhasikoro pamadziro anenge...sendemaraKusendemara kumira wakatsigirwa nechimwe chinhu.sendemuKuti sendemu kudonha kubva panzvimbo yakakwirira.sendenisiSendenisi mutsetse wemashoko une muiti, chiito nemuitirwi.sendenziSendenzi chirango chinopuwa munhu anenge abatwa nemhosva...sendereSendere inzvimbo iri kunze kwemisha kusingarimwi, kunova...sendiPennysendimitacentimetersendipepaSendipepa ibepa rakaomarara uye rakakwasharara...senduraKana muvezi achisendura danda anenge achitema nokukwatura...sendurosandalsenereraKusenerera kupinda panhu pakamanikana uchipfuura...SenetasenatorsengatransportsengeSekunge.sengendeSengende idengu rakarukirwa pachirei, rinoshandiswa...sengerebamboosengeyaKusengerwa kwezvinhu munzvimbo diki.senguKuti sengu kukamura hundi kubva pambeu.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store