Duramazwi
Zvinoreva
Kududzira chinhu zvakajeka kuti chinzwisisike.
1
Kududzira chinhu zvakajeka kuti chinzwisisike.
Pandaingovapa mhosva chete ndepekuti dai vakapawo mama mukana wekutsanangura chete vakanzwisisa.
Apa unotarisirwa kutsanangura chinombonzi mari yekunze uye kutopawo mienzaniso.
Unofanira kugona kutsanangura maumbirwo acho uye kupa mienzaniso uchiumba mitsara.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sandairira
Kufambisa muviri zvakaoma kuitira basa.
VerengaSwipe for the next word