KwaunobvaDuramazwiOonesa

Duramazwi

onesa

Zvinoreva

Kuratidza.

1

Kuratidza.

Tadiwa akangoti mwari mabvanepi kwave kutanga kurongedza tudhende twake ko Basa raainge akapihwa naMaitakue raive rakamuonesa chitsvuku.

Muhendiseti imomo mune panoiswa makadhi enharembozha ekufonesa nekutumirana mashoko anonzi simukadzi.

2

Kana uchionesa munhu unenge uchimutaurira mashoko okuti anzwisise mamiriro akaita zvinhu.

Wakazorega ndichibvotomoka, ko wakadii kundionesa kuti havachatifariri?

Mamwe mazwi ane O

O

Swipe for the next word