KwaunobvaDuramazwiTtaridza

Duramazwi

taridza

symbolic

-pangidza-onesa-kumbidza

Zvinoreva

Kutaridza kuita kuti umwe aone zvaanga asingaaoni.

1

Kutaridza kuita kuti umwe aone zvaanga asingaaoni.

Taridza midzi yezviito zvinotevera i.

Kana munhu akatsira uso pasi anenge a-tsikitsira kwenguva yakareba, achi taridza kunyara kana kutya.

Ndinenge ndatotaridza kuve munhu asingatendi chaiye.

2

Kutaridza zvauri kuita mawaitiro ekuti unopedzisira waonekwa kuti uri munhu rudzii. a navanhu.

Zvakafanana

-pangidza · -onesa · -kumbidza

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word