KwaunobvaDuramazwiPpangidza

Duramazwi

pangidza

-yeuchidza

Zvinoreva

Kuratidza.

1

Kuratidza.

Uku kupangidza kuti pazvitsauko zvose zvauchasangana nazvo une zvitsva zvaunofanira kubuda nazvo.

Izvi zvinopangidza kuti tiri kufamba pamwe chete zvakanaka.

Panofanira kuva nechiito pamberi penyaudzosingwi zvinopangidza kuti wanzwisisa zvainoreva sokuti Mukai akati toro kutiza.

2

Kana ukapangidza munhu chinhu chaanga akanganwa unenge waita kuti achiyeuke.

Zvakafanana

-yeuchidza

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word