Duramazwi
Zvinoreva
Kuti panganu kuwana twokudya, twokumwa kana twokuputa tushomashoma, twekungopedza havi munguva yazvinenge zviri kunetsa kuwana.
1

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03panganuka
Kupanganuka kugutsikana maererano nezvinenge zvaitika, kazhinji nokuda kokuti zvinenge zvaitika nenzira yawanga uchitarisira.
VerengaSwipe for the next word