KwaunobvaDuramazwiPpangana

Duramazwi

pangana

-rangana

Zvinoreva

Kana vanhu vachipangana vanenge vachitaurirana vachiwirirana pamwe chete urongwa hwezvavachazoita panguva inotevera.

1

Kana vanhu vachipangana vanenge vachitaurirana vachiwirirana pamwe chete urongwa hwezvavachazoita panguva inotevera.

Shamwari, zvawazoita apa handizvo zvatakapangana.

Hurukuro dzavarimi ndedzekupangana mazano okuwedzera gohwo.

Zvakafanana

-rangana

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

panganu

Kuti panganu kuwana twokudya, twokumwa kana twokuputa tushomashoma, twekungopedza havi munguva yazvinenge zviri kunetsa kuwana.

Verenga

Swipe for the next word