KwaunobvaDuramazwiRrangana

Duramazwi

rangana

-pangana

Zvinoreva

Kurangana kutaurirana nokubvumirana zvokuita nenguva yacho.

1

Kurangana kutaurirana nokubvumirana zvokuita nenguva yacho.

Handiti kumedza pfupa hunge warangana nehuro iko zvino aida kuona kuti vaviri ava vaitembei chaizvo.

Vakanga varangana kuti vaizosangana mauro.

Izvi zvinoreva kuti munhu ane hunhu anoremekedza vamwe vake uye anorangana navamwe pane chipi nechipi chingade kuitwa.

Zvakafanana

-pangana

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word