KwaunobvaDuramazwiRrandutsira

Duramazwi

randutsira

-randutsa

Zvinoreva

Kurandutsira kudzivirira vanhu vanenge vatsamwisana kuti varege kutukana kana kurwa.

1

Kurandutsira kudzivirira vanhu vanenge vatsamwisana kuti varege kutukana kana kurwa.

Paivhikisana vanhu vakasımba zvokuti hapana akagona kuvarandutsira.

Kurandutsira kudzivirira vanhu vanenge vatsamwisana kuti varege kutukana kana kurwa.

Kununudza kurandutsira vanhu vanenge vachirwa kana kupopotedzana.

2

Kurandutsira kuita kuti vanhu vanga vachirovana vamire kurwa.

Zvakafanana

-randutsa

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

randwe

Mhando yehuswa kana mbeu.

Verenga

Swipe for the next word