KwaunobvaDuramazwiYyananisa

Duramazwi

yananisa

Zvinoreva

Kana ukayananisa vanhu unenge waita kuti vambenge vashatirisana kana kutsamwirana vafarirane.

1

Kana ukayananisa vanhu unenge waita kuti vambenge vashatirisana kana kutsamwirana vafarirane.

Kuyananisa ndimi dzose dzinotaura rurimi rweChiShona munyaya dzezvekunyora kunobatsira kuti pave nokunyora kwemandorokwati.

Kana ukayananisa vanhu unenge waita kuti vambenge vashatirisana kana kutsamwirana vafarirane.

Uyu munhu anoyananisa vanhu vanenge vapokana pamusoro pechimwe chinhu. Mutongigava ndimaenzanise.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yanano

Yanano mafarirano nemadananirano anenge achiita vanhu.

Verenga

Swipe for the next word