Duramazwi
yangamara
papama-nyangararika
Duramazwi
Kana shiri ikayangarara inenge yavhura mapapiro painenge ichibhururuka, kana kuti yakamira panhu pamwe iri mumhepo.

Kana chinhu chichiyangamara chinenge chiri pamusoro pemvura chisinganyuri.

papama · -nyangararika
Duramazwi
01 / 03yangara
Kuti yangara kupapamara pamusoro pemvura.
VerengaSwipe for the next word