KwaunobvaDuramazwiYyanano

Duramazwi · zita

yanano

nzwanano

Zvinoreva

Yanano mafarirano nemadananirano anenge achiita vanhu.

1

Yanano mafarirano nemadananirano anenge achiita vanhu.

Yanano mafarirano nemadananirano anenge achiita vanhu.

Vanhu vane uyanano vanenge vachishandira pamwe, pasina kupokana.

Zvakafanana

nzwanano

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yanga

Yanga munhu ane tsvina chaizvo, asinganyatsotaridziki zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word