Duramazwi · zita
ruwadzano
fellowship
Duramazwi · zita
fellowship
Ruwadzano kunyatsonzwana kana
Ruwadzano kunyatsonzwana kana
Mutambo wekuoorwa kwemwanasikana waimirira mucherochedzo werudo, ruwadzano, kunzwisisana uyewo kugamuchirwa nemhuri mbiri idzi.
Mai Chakauya vakanga vafunga kuti mukuwasha akanyanyonakisisa nguva yakadai ndowechichena kuratidza ruwadzano rwakanga rwavapo.
Ruwadzano chita chevanhukadzi vane chitendero chimwe, vange vachinamata Mwari.
Duramazwi
01 / 03ruwara
VerengaSwipe for the next word