Duramazwi · zita
ruwa
rural
Duramazwi · zita
rural
Ruwa musha une vanhu vakawanda vanenge vaine dzimba dzavo, uye vanowanzova nedzinza rimwe chete.
Dunhu kana nzvimbo yakakura inogara vanhu.
Kukwata.

Ndisati ndawana basa ndaiswerobvongodza ruwa rwose pasina chinangwa.
Mudhorobha, rukesheni ruwa rwune misha yeveruzhinji, rwakavakwa dzimba dzakabatana.

Duramazwi
01 / 03ruwadzano
fellowship
VerengaSwipe for the next word