KwaunobvaDuramazwiMMusha

Duramazwi · zita

Musha

habitation · village · home; village · home

muwimuzi

Zvinoreva

Muchakata.

Nzvimbo inogara vanhu.

1

Muchakata.

Musha wese aive angova makuva chete.

Nzombe imombe yedhonza huru ingave iriyo yakabata musha uye inoshanda mabasa mazhinji apamusha.

Izvi zvakanga zvakakosha nekuti zvaiita kuti pasawane munhu anofamba achisvibisa musha wavamwe.

2

Nzvimbo inogara vanhu.

Musha wese aive angova makuva chete.

3

Musha inzvimbo ine dzimba dzinogara vanhu vemhuri imwe.

Musha wedu uri kuMhondoro.

4

Musha imhuri dzakasiyana-siyana dzinenge dzichigara mubhuku rasabhuku mumwe chete.

5

Musha inzvimbo ine dzimba dzakawanda nevanhu vakasiyana-siyana.

Harare musha mukuru.

6

Sabhabhu.

7

Rukisheni.

Zvakafanana

muwi · muzi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word