Duramazwi · zita
kumusha
homeward · homeland · hometown
Duramazwi · zita
homeward · homeland · hometown
Kumusha inzvimbo yechizvarirwo chemunhu kana madziteteguru ake.
Kumusha inzvimbo yechizvarirwo chemunhu kana madziteteguru ake.
Pandaiva kuAmereka ndakasangana nevanhu vakawanda vaindiudza kuti kumusha kwavo kuZimbabwe.
Kumusha ndaitogona kufamba ndega husiku but ndisingtombonzwi kutya.
Kumusha ndekunobva munhu kumaruwa.
Kana vatendi vachiti kumusha vanenge vachireva kudenga.
Tose tichafa, tozoenda kumusha kune upenyu husingaperi.
Kunzvimbo kwawakazvarirwa kana kuti kwaunogara.
kumaruwa · kanye · mapfanya
Duramazwi
01 / 03kumusoro
aloft
VerengaSwipe for the next word