Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukakumura muti unenge waubvisa makwande awo, zvikuru nechepakati pawo.
Kukurura kana kusunungura.

Vakatombomira kudya ndokukumura shirt sezvainzi vari kumba kwavo.
Varimi vakagadzikirwa hari yechikumura kuti vawane rimwe simba.

Kana munhu achikumura hembe dzaakapfeka anenge achidzibvisa pamuviri wake.
Kukumura kusunungura mombe dzinenge dzakabopwa pajoki.
Kana uchikumura bhaudhi unenge uchirisunungura, kuribvisa kana kurisiya risisina kubata.
Zvakafanana
-kurura · kutunura · -pfekenura
Zvakasiyana
-pfeka
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kumusha
homeward
VerengaSwipe for the next word