KwaunobvaDuramazwiKkumusoro

Duramazwi · zita

kumusoro

aloft · above · higher · up · upper

Zvinoreva

Kumusoro kurutivi rwuri kwakakwirira.

1

Kumusoro kurutivi rwuri kwakakwirira.

Zvino zvakatozoremera kumusoro setsvimbo kuna mai Natty ndokundisiya ndega ndega munyika isina anondida.

Zvaive zvakuchizoda kumuremera kumusoro setsvimbo zvino nekuti zvinhu zvaaive akuoneswa apa zvaisave zvezera rake.

Ipapa akakanda maziso ake kumusoro kwechikomo.

2

Kuchamhembe.

3

Kumusoro kudenga.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kumwa kumwa

Kuti kumwa kumwa kufamba uchiratidza kuti uri kunyara nezvinhu zvawaita.

Verenga

Swipe for the next word