Duramazwi · zita
chamhembe
northern · northwards · south
Duramazwi · zita
northern · northwards · south
Uku kudivi kunenge kuri kuruboshwe kwemunhu akatarisa kumabvazuva.
Uku kudivi kunenge kuri kuruboshwe kwemunhu akatarisa kumabvazuva.
Nyika yedu iri kudunhu rekuchamhembe kwe-Afrika.
Mutauro unotaurwa nevanhu vekuChamhembe neMabvazuva kweZimbabwe (Shangani language).
Kurudyi kudivi kunenge kuri kumabvazuva kana munhu akatarisa kuchamhembe.
Duramazwi
01 / 03chamhungwe
Chamhungwe imhepo inovhuvhuta nokutenderera panzvimbo imwe chete zvine simba. Chamhungwe chinowaranyura matenga edzimba pachinodarika napo.
VerengaSwipe for the next word