Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chamboko ishamhu inogadzirwa neganda ren'ombe, remvuu kana nerabha yakatetepe kumberi, inorova zvinorwadza zvikuru.
1
Chamboko ishamhu inogadzirwa neganda ren'ombe, remvuu kana nerabha yakatetepe kumberi, inorova zvinorwadza zvikuru.
Mumakore matanhatu zvakazoonekwa kuti Chamboko ainge akaremara.
Mushure pakazozvarwa mwanakomana akanzi Chamboko.
Kuti pambe kurova munhu kana chimwewo chinhu zvakasimba uchishandisa shamhu kana chamboko.
Zvakafanana
chikoti · mboma · njumbani
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chambwa
Chambwa chinhu chokudya chisingagutsi, chinongodyirwa kupedza nhomba.
VerengaSwipe for the next word