Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mboma ishamhu yakakora inogadzirwa kubva padehwe rakasimba kunyanya remvuu.
1
Mboma ishamhu yakakora inogadzirwa kubva padehwe rakasimba kunyanya remvuu.
Vaiita kumurovera shungu chaidzo vakabata mboma nemaoko maviri apo vachingorova chero musoro.
Vaive vakabata mboma yavaive vabva nayo mubedroom mavo.
Mboma ishamhu yakakora inogadzirwa kubva padehwe rakasimba kunyanya remvuu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbombera
Mbombera yemuchitema maturoko asingadhuri, anowanzopindwa nevanhu vakawanda nekuti anenge aine mutengo uri pasi.
VerengaSwipe for the next word