Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tyava itambo yakakoswa yakareba, inosungirwa parutanda ichishandiswa kuchaira mombe nezvimwewo zvipfuyo.
1
Tyava itambo yakakoswa yakareba, inosungirwa parutanda ichishandiswa kuchaira mombe nezvimwewo zvipfuyo.
Gavi iganda romuti, rinosvuurwa richishandiswa pakusunga zvinhu kana kuruka tyava.
Rutokwe rutanda runosungirirwa tyava, rwunobatwa apo inenge ichishandiswa.
Kubvurunura tyava kuita kuti zvakairukisa zvipfamvanyuke.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tye
Kuti tye kutsemura kamuti, sezvinoita munhu anenge achigadzira maruka etswanda.
VerengaSwipe for the next word