KwaunobvaDuramazwiTtyaka tyaka

Duramazwi

tyaka tyaka

Zvinoreva

Kuti tyaka tyaka kurira kunoita mumabvi memunhu, achifamba zvishoma zvishoma zvine usimbe mukati.

1

Kuti tyaka tyaka kurira kunoita matsiko en'ombe kana ichifamba.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tyakaira

Kutyakaira kufamba kwemhuka dzakaita sen'ombe nedzimwewo.

Verenga

Swipe for the next word