KwaunobvaDuramazwiTtyaka

Duramazwi · zita

tyaka

Zvinoreva

Tyaka ruzha runoitwa nemakumbo en'ombe kana ichifamba.

Tyaka imvura inonamuka inowanikwa pamuti, zvikuru panguva dzokunaya.

Kukwata.

1

Kuti tyaka tyaka kurira kunoita mumabvi memunhu, achifamba zvishoma zvishoma zvine usimbe mukati.

Kuti tyaka tyaka kurira kunoita matsiko en'ombe kana ichifamba.

2

Tyaka imvura inonamuka inowanikwa pamuti, zvikuru panguva dzokunaya.

Tyaka imvura inonamuka inowanikwa pamuti, zvikuru panguva dzokunaya.

Kuti tyaka tyaka kurira kunoita mumabvi memunhu, achifamba zvishoma zvishoma zvine usimbe mukati.

Tyaka ruzha runoitwa nemakumbo en'ombe kana ichifamba.

3

Kana munhu achipambira sadza anenge achisanganisa upfu nemvura, sedanho rokutanga pakubika sadza, risati ratyaka.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tyaka tyaka

Kuti tyaka tyaka kurira kunoita mumabvi memunhu, achifamba zvishoma zvishoma zvine usimbe mukati.

Verenga

Swipe for the next word