KwaunobvaDuramazwiTtya

Duramazwi · chiito

tya

tense · be afraid; fear · afraid

-gogomapfo-do

Zvinoreva

Kana uchitya unenge uchivhunduka kana kubvunda kana kuzeza zeza zvimwe zvinhu.

Kuti tya kurira kunoita tyava kana kuti huni dziri kuvhunwa.

1

Kana munhu akati tya anenge akarara hope dzakasimba kwazvo.

Kuti tya kubaya kunoita mabayo muchipfuva chemunhu.

2

3

4

Zvakafanana

-gogoma · pfo-do

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word