KwaunobvaDuramazwiSsaba

Duramazwi

saba

Zvinoreva

Kana munhu achisaba anenge achizeza kuita zvimwe zvinhu.

1

Kana munhu achisaba anenge achizeza kuita zvimwe zvinhu.

Tagwirei akaramba kukwira mumutohwe nokuti aisaba kuwa.

Makadzi munaku kusaba anoroya.

2

Kusaba kutya mumwe munhu kana kuita chimwe chinhu.

Rudo akasaba paakaona zinyoka richipinda mumwena.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word