Duramazwi · zita
sabhabha
suburb
Duramazwi · zita
suburb
Sabhabha inzvimbo yomuguta ine dzimba dzakakura, dzakataramuka, dzinodhura.

Kumasabhabha kunototengwa dzimba nembozha, kwete isuwo vana Kapoto.
Sabhabha inzvimbo yomuguta ine dzimba dzakakura, dzakataramuka, dzinodhura.
Sabhabha imba yakakura chaizvo, ine mipanda yakawanda.

Duramazwi
01 / 03sabhu
Sabhu munhu anopinzwa mumutambo mushure moku-nge mumwe mutambi abudiswa kana kukuvara.
VerengaSwipe for the next word