Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa kudaidzira kuimbwa dzako kuti dzitandanise mhuka dziibate.
1
Iri izwi rinoshandiswa kudaidzira kuimbwa dzako kuti dzitandanise mhuka dziibate.
Shamwari, usaita utsinye hwokubva wati imbwa dzako sa-a kune mumwe munhu.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03saba
Kana munhu achisaba anenge achizeza kuita zvimwe zvinhu.
VerengaSwipe for the next word