Duramazwi
Zvinoreva
Kuti sa kumwaya zvakaita semunyu kana ivhu pane chimwe chinhu.
Ichi chivakiso chedudzirachiito chinoratidza kufanana kwezvinhu.
Ichi chivakiso chinowedzerwa pachipauro kutsinhira kuti mamiriro ezviri kutaurwa anyanyisa.

Mbuya vakati svimunyu sa muhari.
Havana havo kuda kuzivisa amai vaDebra nezve chiitiko ichi because murwerewo zvake sa vaigona kungodonha nestress yemwana wavo.
Sekuru vakati vachanondibira mabhuku kuba sa kwavo okuti ndizonyorera kumba.
Ichi chivakiso chedudzirachiito chinoratidza kufanana kwezvinhu.
Uyu mwana anokara nyama sababa vake.
Havana havo kuda kuzivisa amai vaDebra nezve chiitiko ichi because murwerewo zvake sa vaigona kungodonha nestress yemwana wavo.
Sekuru vakati vachanondibira mabhuku kuba sa kwavo okuti ndizonyorera kumba.
Ichi chivakiso chinowedzerwa pachipauro kutsinhira kuti mamiriro ezviri kutaurwa anyanyisa.
Mbuya vedu vakura chaizvo, zvokuti munotozoita pfungwa yokuvasimudza kuenda rwendo kana kwaitika chinhu chikurusa.
Atomu ndiko kanhu kadikidikisa kokupedzisira kasingatomboonekwi nemaziso.
Sekuru vakati vachanondibira mabhuku kuba sa kwavo okuti ndizonyorera kumba.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sa-a
Iri izwi rinoshandiswa kudaidzira kuimbwa dzako kuti dzitandanise mhuka dziibate.
VerengaSwipe for the next word