Duramazwi · zita
Zvinoreva
Sabhuku munhu anotungamirira misha inenge iri muraini rimwe chete kumaruwa.
1
Sabhuku munhu anotungamirira misha inenge iri muraini rimwe chete kumaruwa.
Sabhuku ndiye anogova munda kwete ishe.
Chero ivo Sabhuku vakaratidza kuvhunduka zvikuru ndakuvaudza nezvenhamo nekuti zvehurwere vaive vasina kumbozvinzwa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sabhura
Kusabhura kubvisa munhu ari mumutambo uchiisa mumwe ambenge ari panze.
VerengaSwipe for the next word