KwaunobvaTsumoUnhuImbwa yavata yatya.

Tsumo · Unhu

Imbwa yavata yatya.

Zvinorehwa

Munhu anoteterera akafugama achikumbira ruregerero anofanira kuregererwa nokuti izvi zvinoratidza kuti munhu wacho atya.

What it means

Someone who kneels and begs for forgiveness should be forgiven, because this shows they are afraid and remorseful.

Word for word

A dog lying down (means it) has surrendered.

Mamwe mataurirwo

Imbwa yakwavarara yatya. (-kwavarara: lie down)

Aridza mhere atya.

Apotera atya.

(Mombe) yavovora yatya kubayiwa.

Dzimwe tsumo dzeunhu

Dzose

Tsumo · Unhu

01 / 03

Chirema ndechina mazano chinotamba chakazendama kumadziro.

What it means

Everyone knows they have some flaw, in body or mind, in how they behave, so they should be careful not to be laughed at or fail in life because of it.

Verenga

Swipe for the next proverb