Tsumo · Unhu
Kurebesa muromo unodya chedemo chebanga hauchiwani.
Zvinorehwa
Demo richitema rinoita ruzha zvokuti rinokoka vanhu romene. Asi banga richicheka hapana angarinzwa kunze kwokuti anenge audziwa. Munhu ane hana isingagoni kuchengeta zvinhu haakokiwi kuzvinhu zvinodyiwa muchivande, anotowana zviya zvaparuzhinji chete.
What it means
An axe chopping wood makes noise that draws people to it, but a knife cutting makes no sound unless someone is told. A person who cannot keep a secret is not invited to things done in private, and only gets to share in what is done openly.
Word for word
If you talk too loud and too much, you will (only) eat something cut with an axe but not with a knife.
Mamwe mataurirwo
Kurebesa muromo unodya chomwedzi cherima hauchiwani. (chomwedzi: something done in moon-light; cherima: something done in darkness)