Tsumo · Unhu
Chitsva-chitsva munamba wejenachena.
Zvinorehwa
Nguva dzose kana munhu akawana chinhu chitsva anofunga kuti zvimwe zvose zvava zvitsaru, haachazvide.
What it means
Whenever a person gets something new, they think everything else has become old and no longer want it.
Word for word
What is new is new like milk porridge.
Mamwe mataurirwo
Chitsva-chitsva mudzamba wejenachena. (mudzamba: milk porridge)
Chitsva-chitsva hazvienzani nechitsaru.