Duramazwi
-zimbwa
Zvinoreva
Kana uchityira munhu pfungwa dzako dzinenge dzisina kugadzikana uchingofunga kuti achakundikana pane zvaanenge achida kuita.
1
Kana uchityira munhu pfungwa dzako dzinenge dzisina kugadzikana uchingofunga kuti achakundikana pane zvaanenge achida kuita.
Ndaityira kuti angangokundwa semunhu akatamba akadhakwa.
Vainge votyira vana vavo kunyangwe zvazvo vaitemba navo.
2
Kana munhu achityira chimwe chinhu anenge hana yake isina kugadzikana achifunga kuti pada zvaasingadi zvingangoitika.
Ndiri kutyira kuti Mudhomeni naMandishaya vachatitangira kusvika vakamwaya mashoko asina kunaka.
Zvine chekuita
-zimbwa
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tyisa
fierce
VerengaSwipe for the next word