Duramazwi
tyisidzira
blackmail · intimidate · threaten · frighten
-vhundutsira
Duramazwi
blackmail · intimidate · threaten · frighten
Kutyisidzira kuita zvinoita kuti munhu avhunduke.
Kutyisidzira kuita zvinoita kuti munhu avhunduke.
Akazotyisidzira baba ava kuti aizonovasungisa nekuti Debra akanga achiri mwana wechikoro uye underage.
Usade kundityisidzira zvenhema nokuti handikutye.
Ichi chipfeko chesimbi chinoitirwa kuzvidzivirira kana kuti kutyisidzira pwere.
-vhundutsira
Duramazwi
01 / 03tyityidza
Kutyityidza kuseka netumanzwi twakatetepa, kunoitwa netuvana tucheche.
VerengaSwipe for the next word