KwaunobvaDuramazwiTtyisa

Duramazwi · chiito

tyisa

fierce · frightful · savage · scare · terrify · terrifying · unnatural · intimidate · frighten

-vhundusa

Zvinoreva

Kutyisa kuvhundutsa kunoita nyaya kana zvinhu zvauri kuona kokutanga.

1

Kutyisa kuvhundutsa kunoita nyaya kana zvinhu zvauri kuona kokutanga.

Nyaya dzavaroyi dzakamutyisa zvikuru.

Kushinyira uku kwaityisa zvekuti ndakatanga kunzwa muviri wangu wese kuzara chando.

Iye zvino ainge aigotyera pautsi kuudza Debra secret yake inotyisa iyi.

2

Kuvhundusa.

Zvakafanana

-vhundusa

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word