Kwaunobva

zezesa

Zvinoreva
  1. 1

    Kana munhu achinzi anozezesa anenge achityiwa chaizvo pamusana pezvinhu zvaanogona pasina anomukunda. Kudzidza nomunhu anonyanya kugona kunozezesa nokuti mudzidzisi anozofunga kuti vamwe vose muri madofo.

    Basa watoriwana izvozvi, ini ndini chazezesa pano, hapana anoti pwee.

    Zvino muchitsauko chino taona zvakakodzera kuti tiite dzokororo yechikamu chinozezesa vazhinji chinova icho chezviito.

  2. 2

    Kana panzvimbo pachinzi panozezesa panenge pachityisa kugara kana kupfuura napo.

    Pamusha pen'anga yacho paizezesa kusvika kuita sapaguva ramambo.

Rinoshandiswa
Mazwi akafanana

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary