Duramazwi
vhundutsa
freak
Duramazwi
freak
(-vhundusa, -bvundutsa) Kuita kuti munhu atye.
(-vhundusa, -bvundutsa) Kuita kuti munhu atye.
Teregiramu yakafanira kushandisa mutauro wakadzikama chose kunyange zvazvo mashoko ainotakura achikosha uye nedzimwe nguva achivhundutsa.
Ukavhundutsa shoko dzinomhanya dzoti kata kata kunhengezwa dzemiti.
Kana chinhu chichivhundutsa chinenge chichityisa kuona kana kunzwa.
Kuona munhu achibuda ropa rakawanda kudai zvinovhundutsa.
Kana ukavhundutsa munhu unenge waita chinhu chinoita kuti hana yake irove nekutya.
Kana ukavhundusa munhu unenge waita chinhu chinoita kuti hana yake irove nokufara.
-fyisa · -patidza · -patisa
Duramazwi
01 / 03vhundutsira
[-vhundusira] Kutyisidzira.
VerengaSwipe for the next word