Duramazwi
-vhavhukira
Zvinoreva
Kana munhu achivhundukira zvinhu anege achingoita asina kuzvipa nguva yokunyatsofunga, zvozoita kuti zvisanyatsobudi.
1
Kana munhu achivhundukira zvinhu anege achingoita asina kuzvipa nguva yokunyatsofunga, zvozoita kuti zvisanyatsobudi.
Tadiwa akaita kakucheukira kekuvhundukira.
Kubata hana kusangoita zvekuvhundukira uchitaura zvakahwandika zvaunenge wanzwa.
Kuti vhuruvhuzhu kukaruka munhu wapepuka kubva muhope uchiita zvokuvhundukira.
2
Kana munhu achivhundukira zvinhu anenge achizvitorera pamusoro achiita kunge atanga kuzviona ipapo.
Zvakafanana
-vhavhukira
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhundunyura
[-vhundunura, -vhumbunura, -bvumbunura] 1 Kana munhu akavhundunyura chimwe
VerengaSwipe for the next word